Nehemia 11:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 kwoti Petahiya mwanakomana waMeshezabheri, Meshezabheri mumwe wevana vokwaZera, Zera mwanakomana waJudha aiva nhume yamambo panyaya dzose dzainangana nezvevanhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Petahia mŋanakomana waMeshezaberi, waʋana ʋaZera mŋanakomana waJuda, ndiye wakaŋga ari paruʋoko rwamambo pamashoko ose aʋanhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Petahia, mwanakomana waMeshazabheri, wavana vaZera, mwanakomana waJudha, ndiye akanga ari mubatsiri wamambo pamashoko ose avanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 kwoti Petahiya mwanakomana waMeshezabheri, Meshezabheri mumwe wevana vokwaZera, Zera mwanakomana waJudha aiva nhume yamambo panyaya dzose dzainangana nezvevanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 kwoti Petahiya mwanakomana waMeshezabheri, Meshezabheri mumwe wevana vokwaZera, Zera mwanakomana waJudha aiva nhume yamambo panyaya dzose dzainangana nezvevanhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Petahia mwanakomana waMeshezabheri, mumwe wezvizvarwa zvaZera mwanakomana waJudha, aiva mubati waMambo panyaya dzose dzavanhu. Viz kapitola |