Nehemia 11:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 nokuti kwakanga kwabva chirevo kuna mambo chakanangana nezvavo nomugove wakatemwa wevaimbi sezvainge zvichidiwa zuva nezuva Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Nokuti mambo wakaŋga araira pamsoro paʋo, naʋaimbi ʋaipiwa muɓairo wakatarwa zuʋa rimŋe nerimŋe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Nokuti mambo akanga araira pamusoro pavo, navaimbi vaipiwa mubayiro wakatarwa zuva rimwe nerimwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 nokuti kwakanga kwabva chirevo kuna mambo chakanangana nezvavo nomugove wakatemwa wevaimbi sezvainge zvichidiwa zuva nezuva Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 nokuti kwakanga kwabva chirevo kuna mambo chakanangana nezvavo nomugove wakatemwa wevaimbi sezvainge zvichidiwa zuva nezuva Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Vaimbi vaiva pasi pomutemo wamambo, waivataurira zvokuita zuva nezuva. Viz kapitola |