Nehemia 11:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Mutariri wevaRevhi muJerusaremu akanga ari Uzi mwanakomana waBhani Bhani mwana waHashabhiya, Hashabhiya ari mwana waMataniya, Mataniya akaberekwa naMika Mika wokuvanakomana vokwaAsafu vaimbi, aiona nezvebasa repamba yaMwari, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Mutariri ʋo waʋaRevi paJerusarema wakaŋga ari Uzi mŋanakomana waBani, mŋanakomana waHashabia, mŋanakomana waMatania, mŋanakomana waMika, ʋaʋanakomana ʋaAsafi, iʋo ʋaimbi ʋaitarira ɓasa reimba yaMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Mutaririwo wavaRevhi paJerusaremu akanga ari Uzi, mwanakomana waBhani, mwanakomana waHashabhia, mwanakomana waMatania, mwanakomana waMika, vavanakomana vaAsafi, ivo vaimbi vaitarira basa reimba yaMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Mutariri wevaRevhi muJerusaremu akanga ari Uzi mwanakomana waBhani Bhani mwana waHashabhiya, Hashabhiya ari mwana waMataniya, Mataniya akaberekwa naMika Mika wokuvanakomana vokwaAsafu vaimbi, aiona nezvebasa repamba yaMwari, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Mutariri wevaRevhi muJerusaremu akanga ari Uzi mwanakomana waBhani Bhani mwana waHashabhiya, Hashabhiya ari mwana waMataniya, Mataniya akaberekwa naMika Mika wokuvanakomana vokwaAsafu vaimbi, aiona nezvebasa repamba yaMwari, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Mutariri mukuru wavaRevhi muJerusarema aiva Uzi mwanakomana waBhani, mwanakomana waHashabhia, mwanakomana waMatania, mwanakomana waMika. Uzi aiva mumwe wezvizvarwa zvaAsafi, vaiva vaimbi vari vabati veshumiro yeimba yaMwari. Viz kapitola |