Nehemia 11:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 VaRevhi vomuGuta Rinoera iri vose vaiva mazana maviri namakumi masere ana vana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 ƲaRevi ʋose paguta dɀene ʋakaŋga ʋanamazana maʋiri namakumi masere naʋanna. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 VaRevhi vose paguta dzvene vakanga vana mazana maviri namakumi masere navana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 VaRevhi vomuGuta Rinoera iri vose vaiva mazana maviri namakumi masere ana vana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 VaRevhi vomuGuta Rinoera iri vose vaiva mazana maviri namakumi masere ana vana. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 VaRevhi vaiva muguta dzvene vaisvika mazana maviri namakumi masere navana. Viz kapitola |