Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 11:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Zabhudhi mwanakomana waAsafu aiva mutungamiriri wokuvamba munamato wokutenda uyewo Bhakibhukiya mwana wechipiri pakati pehama dzake kwozouya Abhudha mwanakomana waShamua mwanakomana waGarari, Garari mwanakomana waJedhutuni.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 naMatania mŋanakomana waMika, mŋanakomana waZabdi, mŋanakomana waAsafi, iye mukuru wakataŋga kuʋoŋga pakunyeŋgetera, naBakbukia mukuru wecipiri pakati pehama dzake; naAbda mŋanakomana waShamua, mŋanakomana waGarari, mŋanakomana waJedutuni.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 naMatania, mwanakomana waMika, mwanakomana waZabhidhi, mwanakomana waAsafi, iye mukuru akatanga kuvonga pakunyengetera, naBhakibhukia, mukuru wechipiri pakati pehama dzake; naAbhidha, mwanakomana waShamua, mwanakomana waGarari, mwanakomana waJedhutuni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Zabhudhi mwanakomana waAsafu aiva mutungamiriri wokuvamba munamato wokutenda uyewo Bhakibhukiya mwana wechipiri pakati pehama dzake kwozouya Abhudha mwanakomana waShamua mwanakomana waGarari, Garari mwanakomana waJedhutuni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Zabhudhi mwanakomana waAsafu aiva mutungamiriri wokuvamba munamato wokutenda uyewo Bhakibhukiya mwana wechipiri pakati pehama dzake kwozouya Abhudha mwanakomana waShamua mwanakomana waGarari, Garari mwanakomana waJedhutuni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Matania mwanakomana waMika, mwanakomana waZabhidhi, mwanakomana waAsafi, mukuru aitungamirira pakuvonga nokunyengetera; Bhakubhukia, aiva wechipiri paukuru pakati pehama dzake; naAbhudha mwanakomana waShamua, mwanakomana waGarari, mwanakomana waJedhutuni.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 11:17

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy