Nehemia 11:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Bhuni naShabhetai naJozabhadhi vamwe vevakuru vakuru vevaRevhi vaiona nezvebasa rokunze repamba yaMwari kwouyawo Mataniya mwanakomana waMika, Mika mwana waZabhudhi Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 naShabetai naJozabadi, ʋaʋakuru ʋaʋaRevi, ʋaitarira maɓasa okunze eimba yaMŋari; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 naShabhetai naJozabhadhi, vavakuru vavaRevhi, vaitarira mabasa okunze eimba yaMwari; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Bhuni naShabhetai naJozabhadhi vamwe vevakuru vakuru vevaRevhi vaiona nezvebasa rokunze repamba yaMwari kwouyawo Mataniya mwanakomana waMika, Mika mwana waZabhudhi Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Bhuni naShabhetai naJozabhadhi vamwe vevakuru vakuru vevaRevhi vaiona nezvebasa rokunze repamba yaMwari kwouyawo Mataniya mwanakomana waMika, Mika mwana waZabhudhi Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Shabhetai naJozabhadhi, vari vaviri vaiva vakuru vavaRevhi, vari vatariri vamabasa okunze kweimba yaMwari; Viz kapitola |