Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 11:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 KuvaRevhi kwaivawo naava vanoti: Shemaya mwanakomana waHashubhu Hashubhu mwana waAzirikamu Azirikamu ari mwana waHashabhiya, Hashabhiya ari waBhuni

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Ʋuye ʋaRevi: Shemaya mŋanakomana waHashubi, mŋanakomana waAzrikami, mŋanakomana waHashabia, mŋanakomana waBuni;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Uye vaRevhi: Shemaya mwanakomana waHashubhi, mwanakomana waAzirikami, mwanakomana waHashabhia, mwanakomana waBhuni;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 KuvaRevhi kwaivawo naava vanoti: Shemaya mwanakomana waHashubhu Hashubhu mwana waAzirikamu Azirikamu ari mwana waHashabhiya, Hashabhiya ari waBhuni

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 KuvaRevhi kwaivawo naava vanoti: Shemaya mwanakomana waHashubhu Hashubhu mwana waAzirikamu Azirikamu ari mwana waHashabhiya, Hashabhiya ari waBhuni

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Vaibva kuvaRevhi ndeava: Shemaya mwanakomana waHashubhi, mwanakomana waAzirikami, mwanakomana waHashabhia, mwanakomana waBhuni;

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 11:15

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy