Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 11:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 nehama dzavowo mvumba chaidzo dzevarume magamba chaiwo okurwa hondo vari zana namakumi maviri ana vasere, mutariri wavo ari Zabhudhieri mwanakomana waHagedhorimu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 nehama dzaʋo, ʋarume ʋanesimba noʋumhare, zana namakumi maʋiri naʋasere; mutariri waʋo wakaŋga ari Zabdieri mŋanakomana waHagedorimi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 nehama dzavo, varume vane simba noumhare, zana namakumi maviri navasere; mutariri wavo akanga ari Zabhidhieri, mwanakomana waHagedhorimi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 nehama dzavowo mvumba chaidzo dzevarume magamba chaiwo okurwa hondo vari zana namakumi maviri ana vasere, mutariri wavo ari Zabhudhieri mwanakomana waHagedhorimu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 nehama dzavowo mvumba chaidzo dzevarume magamba chaiwo okurwa hondo vari zana namakumi maviri ana vasere, mutariri wavo ari Zabhudhieri mwanakomana waHagedhorimu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 nehama dzake, vaiva varume voumhare, zana namakumi maviri navasere. Mutariri wavo mukuru aiva Zadhidhieri mwanakomana waHagedhorimi.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 11:14

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy