Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 11:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 nehamawo dzake, vatungamiriri vedzimba dzemadzibaba acho vari mazana maviri ane makumi mana navaviri kwozouya Amashisai mwanakomana waAzareri. Azareri mwana waAhizai Ahizai ari mwana waMeshiremoti Meshiremoti akaberekwawo naImero

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 nehama dzake, ʋakuru ʋedzimba dzamadziɓaɓa, mazana maʋiri namakumi manna naʋaʋiri; naAmashai mŋanakomana waAzareri, mŋanakomana waAzai, mŋanakomana waMeshiremoti, mŋanakomana waImeri,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 nehama dzake, vakuru vedzimba dzamadzibaba, mazana maviri namakumi mana navaviri; naAmashi, mwanakomana waAzareri, mwanakomana waAzai, mwanakomana waMeshiremoti, mwanakomana waImeri,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 nehamawo dzake, vatungamiriri vedzimba dzemadzibaba acho vari mazana maviri ane makumi mana navaviri kwozouya Amashisai mwanakomana waAzareri. Azareri mwana waAhizai Ahizai ari mwana waMeshiremoti Meshiremoti akaberekwawo naImero

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 nehamawo dzake, vatungamiriri vedzimba dzemadzibaba acho vari mazana maviri ane makumi mana navaviri kwozouya Amashisai mwanakomana waAzareri. Azareri mwana waAhizai Ahizai ari mwana waMeshiremoti Meshiremoti akaberekwawo naImero

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 nehama dzake vaiva vakuru vedzimba, varume mazana maviri namakumi mana navaviri; naAmashisai mwanakomana waImeri,

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 11:13

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy