Nehemia 11:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Vatungamiriri vavanhu vaigara muJerusaremu. Vamwe vanhu vose vaitoita zvokusarudza nechin'ange munhu mumwechete pagumi ravanhu wokundogara muJerusaremu raiva riri iro guta rinoera, vamwe vapfumbamwe ava vachigara muna mamwe maguta. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino macinda aʋanhu akagara Jerusarema; ʋamŋe ʋanhu ʋakakanda mijenya ʋo kuti mumŋe pagumi rimŋe nerimŋe agare Jerusarema, iro guta dɀene, asi ʋamŋe ʋapfumbamŋe panamamŋe maguta. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino machinda avanhu akagara Jerusaremu; vamwe vanhu vakakanda mijenyawo kuti mumwe pagumi rimwe nerimwe agare Jerusaremu, iro guta dzvene, asi vamwe vapfumbamwe panamamwe maguta. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Vatungamiriri vavanhu vaigara muJerusaremu. Vamwe vanhu vose vaitoita zvokusarudza nechin'ange munhu mumwechete pagumi ravanhu wokundogara muJerusaremu raiva riri iro guta rinoera, vamwe vapfumbamwe ava vachigara muna mamwe maguta. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Vatungamiriri vavanhu vaigara muJerusaremu. Vamwe vanhu vose vaitoita zvokusarudza nechin'ange munhu mumwechete pagumi ravanhu wokundogara muJerusaremu raiva riri iro guta rinoera, vamwe vapfumbamwe ava vachigara muna mamwe maguta. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Zvino vatungamiri vavanhu vakagara muJerusarema, uye vamwe vanhu vose vakakanda mijenya kuti vasarudze mumwe chete kubva mugumi roga roga kuti andogara muJerusarema, guta dzvene, kwozoti vapfumbamwe vanenge vasara vachizogara mumaguta avo pachavo. Viz kapitola |