Nehemia 10:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Mupristi mwanakomana wokwaAroni anofanira kuve nevaRevhi pavanogamuchira zvegumi izvozvo. VaRevhi ivava vanozofanira kuzoendesa chegumi chezvegumi izvozvo kumba yaMwari mumba inochengeterwa zvinhu, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Muprista mŋanakomana waAroni unofanira kuʋa naʋaRevi kana ʋaRevi ʋacitora ɀegumi; ɀino ʋaRevi ʋanofanira kuʋuya necegumi ceɀegumi kuimba yaMŋari weɗu kumakamuri eimba yefuma. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200238 Mupristi mwanakomana waAroni anofanira kuva navaRevhi kana vaRevhi vachitora zvegumi; zvino vaRevhi vanofanira kuuya nechegumi chezvegumi kuimba yaMwari wedu kumakamuri eimba yepfuma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Mupristi mwanakomana wokwaAroni anofanira kuve nevaRevhi pavanogamuchira zvegumi izvozvo. VaRevhi ivava vanozofanira kuzoendesa chegumi chezvegumi izvozvo kumba yaMwari mumba inochengeterwa zvinhu, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona38 Mupristi mwanakomana wokwaAroni anofanira kuve nevaRevhi pavanogamuchira zvegumi izvozvo. VaRevhi ivava vanozofanira kuzoendesa chegumi chezvegumi izvozvo kumba yaMwari mumba inochengeterwa zvinhu, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Muprista worudzi rwaAroni anofanira kuenda navaRevhi pavanogamuchira zvegumi, uye vaRevhi vanofanira kuuya nechegumi chezvegumi kuimba yaMwari wedu, kumatura eimba yepfuma. Viz kapitola |