Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 10:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 uyewo kuendesa mikanyiwa yedu yokutanga nezvimwe zvatinobvisa nomuchero womuti wose womuchero newaini namafuta eorivhi kuvapristi kudzimba dzepamba paMwari wedu, tichiendesawo kuvaRevhi zvegumi zvezvirimwa zvedu, nokuti vaRevhi ndivo vane basa rokuunganidza zvegumi zvomumaguta ose omumaruwa medu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

37 ʋuye kuti ticaʋuya neɀitȿa ɀoʋupfu, neɀeɀipiriso ɀinotsaurwa, neɀiɓereko ɀemiti yamarudzi ose, ɀewaini neɀamafuta, kuʋaprista, kumakamuri eimba yaMŋari weɗu, neɀegumi ɀeminda yeɗu kuʋaRevi, nokuti ʋaRevi ndiʋo ʋanopiwa ɀegumi ɀeɀinorimŋa nesu pamaguta ose.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

37 uye kuti tichauya nezvitsva zvoupfu, nezvezvipiriso zvinotsaurwa, nezvibereko zvemiti yamarudzi ose, zvewaini nezvamafuta, kuvapristi, kumakamuri eimba yaMwari wedu, nezvegumi zveminda yedu kuvaRevhi, nokuti vaRevhi ndivo vanopiwa zvegumi zvezvinorimwa nesu pamaguta ose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 uyewo kuendesa mikanyiwa yedu yokutanga nezvimwe zvatinobvisa nomuchero womuti wose womuchero newaini namafuta eorivhi kuvapristi kudzimba dzepamba paMwari wedu, tichiendesawo kuvaRevhi zvegumi zvezvirimwa zvedu, nokuti vaRevhi ndivo vane basa rokuunganidza zvegumi zvomumaguta ose omumaruwa medu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

37 “Pamusoro pezvo, tichauyisa kumatura eimba yaMwari wedu, nokuvaprista, zvibereko zvokutanga zvevhu, zvipiriso zvedu zvezviyo, nezvemiti yose yemichero nezvewaini yedu itsva uye namafuta. Uye tichauyisa chegumi chezviyo zvedu kuvaRevhi, nokuti vaRevhi ndivo vanounganidza zvegumi mumaguta ose atinoshanda.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 10:37

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy