Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 10:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Tinozviisirawo mitemo yokuti: pagore roga roga munhu anofanira kubvisa magiramu mana emari yesirivha yeshekeri yokubatsira pamba paMwari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Takaɀiitira ʋo mutemo kuti ticaripira ɓasa reimba yaMŋari weɗu cetatu ceshekeri pagore rimŋe nerimŋe;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

32 Takazviitirawo mutemo kuti ticharipira basa reimba yaMwari wedu chetatu cheshekeri pagore rimwe nerimwe;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Tinozviisirawo mitemo yokuti: pagore roga roga munhu anofanira kubvisa magiramu mana emari yesirivha yeshekeri yokubatsira pamba paMwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 Tinozviisirawo mitemo yokuti: pagore roga roga munhu anofanira kubvisa magiramu mana emari yesirivha yeshekeri yokubatsira pamba paMwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 “Tinozvipira kuita zvakarayirwa kuti tipe chikamu chimwe chete kubva muzvitatu cheshekeri gore negore kushumiro yeimba yaMwari wedu:

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 10:32

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy