Nehemia 10:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Kana vanhu vechirudzi venyika ino vakauya nezvinhu zvokuzotengesa kana mbesanwa zvadzo uri musi weSabata, hatisiri kuzovatengera pamusi weSabata kana pane rimwewo zuva rinoera. Pagore rechinomwe roga roga tinorega minda yedu irarire zvayo isina kurimwa, uye vane zvikwereti hatichavabhadharisi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 ʋuye kuti kana ʋanhu ʋenyika ʋakaʋuya neɀinhu ɀaʋo, kana ɀokudya ɀipi neɀipi, kuzoteŋgesa nezuʋa resaɓata, isu hatiŋgaʋateŋgeri nesaɓata, kana panerimŋe zuʋa dɀene; ʋuye kuti ticaregera nyika pagore recinomŋe nokusareʋa ɀikwerete ɀose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 uye kuti kana vanhu venyika vakauya nezvinhu zvavo, kana zvokudya zvipi nezvipi, kuzotengesa nezuva reSabata, isu hatingavatengeri neSabata, kana panerimwe zuva dzvene; uye kuti ticharegera nyika pagore rechinomwe nokusareva zvikwerete zvose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Kana vanhu vechirudzi venyika ino vakauya nezvinhu zvokuzotengesa kana mbesanwa zvadzo uri musi weSabata, hatisiri kuzovatengera pamusi weSabata kana pane rimwewo zuva rinoera. Pagore rechinomwe roga roga tinorega minda yedu irarire zvayo isina kurimwa, uye vane zvikwereti hatichavabhadharisi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Kana vanhu vechirudzi venyika ino vakauya nezvinhu zvokuzotengesa kana mbesanwa zvadzo uri musi weSabata, hatisiri kuzovatengera pamusi weSabata kana pane rimwewo zuva rinoera. Pagore rechinomwe roga roga tinorega minda yedu irarire zvayo isina kurimwa, uye vane zvikwereti hatichavabhadharisi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 “Kana vanhu vatakavakidzana navo vakauya nezvokutengesa kana zviyo kuzotitengesera neSabata, hatizovatengeri nomusi weSabata kana pazuva ripi zvaro dzvene. Pagore rechinomwe roga roga ticharegedza kushanda muminda uye tichadzima zvikwereti zvose. Viz kapitola |