Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 10:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Isu hatisi kuzoroodza vana vedu kuvanhu vechirudzi venyika ino kana kuroorera vana vedu vanasikana vavo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 ʋuye kuti hatiŋgapi ʋanhu ʋenyika ʋakunda ʋeɗu, kana kutorera ʋanakomana ʋeɗu ʋakunda ʋaʋo;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

30 uye kuti hatingapi vanhu venyika vakunda vedu kana kutorera vakomanavedu vakunda vavo;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Isu hatisi kuzoroodza vana vedu kuvanhu vechirudzi venyika ino kana kuroorera vana vedu vanasikana vavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Isu hatisi kuzoroodza vana vedu kuvanhu vechirudzi venyika ino kana kuroorera vana vedu vanasikana vavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 “Tinovimbisa kuti hatizopa vanasikana vedu kuti vawanikwe navanhu vakatipoteredza kana kutorera vanakomana vedu vanasikana vavo.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 10:30

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy