Nehemia 10:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Vakaisa chidhindo chavo, ndaava ava vanoti: gavhuna wacho Nehemiya mwanakomana waHakariya kwouya Zedhekiya Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino ʋakasimbisa suŋgano ndiʋaʋa: Nehemia, muɓati, mŋanakomana waHakaria, naZedekia; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino vakasimbisa sungano ndivava: Nehemiya, mubati, mwanakomana waHakaria, naZedhekia; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Vakaisa chidhindo chavo, ndaava ava vanoti: gavhuna wacho Nehemiya mwanakomana waHakariya kwouya Zedhekiya Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Vakaisa chidhindo chavo, ndaava ava vanoti: gavhuna wacho Nehemiya mwanakomana waHakariya kwouya Zedhekiya Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Zvino avo vakaisa chisimbiso ndeava: Nehemia mubati, mwanakomana waHakaria, Zedhekia, Viz kapitola |