Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 1:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Varanda venyu ava, vanhu venyu vamakanunura namasimba enyu makuru noruoko rune simba.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ɀino aʋa ndiʋaranda ʋenyu naʋana ʋenyu, ʋamakadzikinura nesimba renyu guru, noruʋoko rwenyu runesimba.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 “Zvino ava ndivaranda venyu navana venyu, vamakadzikinura nesimba renyu guru, noruoko rwenyu rune simba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Varanda venyu ava, vanhu venyu vamakanunura namasimba enyu makuru noruoko rune simba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Varanda venyu ava, vanhu venyu vamakanunura namasimba enyu makuru noruoko rune simba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 “Varanda venyu nevanhu venyu, vamakadzikinura nesimba renyu guru uye noruoko rwenyu rune simba.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 1:10

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy