Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 1:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Zvino idzi ndidzo nyaya dzaNehemiya mwanakomana waHakariya. Zvino zvakaitika kuti mumwedzi waKisirevhu mugore rechimakumi maviri ndiri muguta guru reSusa,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Mashoko aNehemia mŋanakomana waHakaria. Pamŋedzi weKisrevi, pagore ramakumi maʋiri, ndakati ndiri panhare yamambo paShushani,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Mashoko aNehemiya mwanakomana waHakaria. Pamwedzi weKisirevhi, pagore ramakumi maviri, ndakati ndiri panhare yamambo paShushani,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Zvino idzi ndidzo nyaya dzaNehemiya mwanakomana waHakariya. Zvino zvakaitika kuti mumwedzi waKisirevhu mugore rechimakumi maviri ndiri muguta guru reSusa,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Zvino idzi ndidzo nyaya dzaNehemiya mwanakomana waHakariya. Zvino zvakaitika kuti mumwedzi waKisirevhu mugore rechimakumi maviri ndiri muguta guru reSusa,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Mashoko aNehemia mwanakomana waHakaria: Mumwedzi waKisirevhi mugore ramakumi maviri, pandainge ndiri panhare yeSusa,

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 1:1

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy