Nahumi 3:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Vose vachakuona vachakukanuka vachikusuduruka vachiti, ‘Ninivhe yaparara. Ndiani achaichemawo ndichaiwanira kupikowo vokuinyaradza.’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ipapo ʋose ʋanokuʋona ʋacakutiza, ʋaciti: Nineve raparadzwa, ndiani ucaricema? Ndicakutȿakirepi ʋanyaradzi? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Ipapo vose vanokuona vachakutiza, vachiti, ‘Ninivhe raparadzwa, ndiani acharichema? Ndichakutsvakirepi vanyaradzi?’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Vose vachakuona vachakukanuka vachikusuduruka vachiti, ‘Ninivhe yaparara. Ndiani achaichemawo ndichaiwanira kupikowo vokuinyaradza.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Vose vachakuona vachakukanuka vachikusuduruka vachiti, ‘Ninivhe yaparara. Ndiani achaichemawo ndichaiwanira kupikowo vokuinyaradza.’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Vose vachakuona vachakutiza uye vachati, ‘Ninevhe raparara, ndiani acharichema?’ Ndingawana kupi munhu angakunyaradza?” Viz kapitola |