Nahumi 3:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Wakuvara zvingarapike ronda rako rakaipisisa kwazvo. Vose zvavo vachanzwa nezvako vacharova makwa vachiitira iwe nokuti ndiani chaizvo asina kuwirwa nohuipi hwako husingaperi? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Kukuʋadzwa kwako hakuŋgarapxi, ʋaŋga rako rakaipa kwaɀo; ʋose ʋanonzwa guhu rako ʋacakuitira nondo; nokuti ndianiko wakaŋga asiŋgatambudzwi ŋguʋa dzose neɀakashata ɀako? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Kukuvadzwa kwako hakungarapwi, vanga rako rakaipa kwazvo; vose vanonzwa guhu rako vachakuitira nondo; nokuti ndianiko akanga asingatambudzwi nguva dzose nezvakashata zvako? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Wakuvara zvingarapike ronda rako rakaipisisa kwazvo. Vose zvavo vachanzwa nezvako vacharova makwa vachiitira iwe nokuti ndiani chaizvo asina kuwirwa nohuipi hwako husingaperi? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Wakuvara zvingarapike ronda rako rakaipisisa kwazvo. Vose zvavo vachanzwa nezvako vacharova makwa vachiitira iwe nokuti ndiani chaizvo asina kuwirwa nohuipi hwako husingaperi? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Hapana chingarapa ronda rako; kukuvara kwako kuchakuuraya. Mumwe nomumwe anonzwa nezveguhu rako anorova maoko ake pakuwa kwako, nokuti ndianiko asina kunzwa utsinye hwako husina magumo? Viz kapitola |