Nahumi 3:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Wakawanza vanhu vako vemhindu dzokutengeserana kupfuura nyenyedzi dzedenga. Mhashu inotambanudza mapapiro ayo yobva yabhururuka kuenda kure. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Makawanza ʋateŋgesi ʋenyu ʋakapfuʋura nyeredzi dzokuɗeŋga; gwatakwata rinoparadza, ndokubururuka ricienda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Makawanza vatengesi venyu vakapfuura nyeredzi dzokudenga; gwatakwata rinoparadza, ndokubhururuka richienda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Wakawanza vanhu vako vemhindu dzokutengeserana kupfuura nyenyedzi dzedenga. Mhashu inotambanudza mapapiro ayo yobva yabhururuka kuenda kure. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Wakawanza vanhu vako vemhindu dzokutengeserana kupfuura nyenyedzi dzedenga. Mhashu inotambanudza mapapiro ayo yobva yabhururuka kuenda kure. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Makawedzera uwandu hwavatengesi venyu kusvikira vapfuura nyeredzi dzedenga kuwanda. Asi sehwiza, vanoparadza nyika vobhururuka vachienda. Viz kapitola |