Nahumi 3:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Maguta enyu etsvingo ose zvawo akaita semiti yemionde ine maonde okutanga kuibva, anoti kungoati zunzei anobva awira mukanwa momudyi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Nhare dzako dzose dzicafanana nemiʋonde inamaʋonde otaŋga kuibva; kana icizuzwa, anowira mumuromo wounodya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Nhare dzako dzose dzichafanana nemionde ina maonde otanga kuibva; kana ichizunzwa, anowira mumuromo woanodya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Maguta enyu etsvingo ose zvawo akaita semiti yemionde ine maonde okutanga kuibva, anoti kungoati zunzei anobva awira mukanwa momudyi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Maguta enyu etsvingo ose zvawo akaita semiti yemionde ine maonde okutanga kuibva, anoti kungoati zunzei anobva awira mukanwa momudyi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Nhare dzako dzose dzafanana nemiti yemionde ine michero yokutanga yaibva; paanozunzwa, maonde anodonhera mumuromo momudyi. Viz kapitola |