Nahumi 2:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Shumba yacho yaibvamburira vana vayo nyama yakakwana ichidzipira hadzi yayo nyama; yaizadza mapako ayo nenyama uye mumba mayo nenyama yakadanzurwa-danzurwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Shumba yaibvamburanya ɀakariŋgana ʋana ʋayo, yaidzipira hadzi dzayo, yaizadza mapako ayo neɀayairuma, nenɀimba dzayo neɀayaiɓata. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Shumba yaibvamburanya zvakaringana vana vayo, yaidzipira hadzi dzayo, yaizadza mapako ayo nezvayairuma, nenzimba dzayo nezvayaibata. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Shumba yacho yaibvamburira vana vayo nyama yakakwana ichidzipira hadzi yayo nyama; yaizadza mapako ayo nenyama uye mumba mayo nenyama yakadanzurwa-danzurwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Shumba yacho yaibvamburira vana vayo nyama yakakwana ichidzipira hadzi yayo nyama; yaizadza mapako ayo nenyama uye mumba mayo nenyama yakadanzurwa-danzurwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Shumba yaiuraya zvaikwanira vana vayo uye yakadzipira hadzi yayo nyama, ichizadza mapako ayo nezvayakauraya uye mapako ayo nenyama. Viz kapitola |