Nahumi 1:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Inzwai munzwe tsoka dzenhumwa inouya namashoko akanaka ichiparidza nezvorugare! Imi vokwaJudha, chengetai mazuva enyu makuru itai zvamakatsidza nokuti hazvizoitika zvakare nokuti muipi haachauyezve kuzokurwisa, anyatsoparadzwa chaizvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Tarirai pamakomo tsoka dzounoʋuya namashoko akanaka, unoparidza rugare! Itai mitambo yenyu, imi Juda, itai ɀamakapika, nokuti wakaipa haaŋgazopfuʋuri ɀe napakati penyu; wakaparadzwa cose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 “Tarirai pamakomo tsoka dzounouya namashoko akanaka, anoparidza rugare! Itai mitambo yenyu, imi Judha, itai zvamakapika, nokuti akaipa haangazopfuurizve napakati penyu; akaparadzwa chose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Inzwai munzwe tsoka dzenhumwa inouya namashoko akanaka ichiparidza nezvorugare! Imi vokwaJudha, chengetai mazuva enyu makuru itai zvamakatsidza nokuti hazvizoitika zvakare nokuti muipi haachauyezve kuzokurwisa, anyatsoparadzwa chaizvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Inzwai munzwe tsoka dzenhumwa inouya namashoko akanaka ichiparidza nezvorugare! Imi vokwaJudha, chengetai mazuva enyu makuru itai zvamakatsidza nokuti hazvizoitika zvakare nokuti muipi haachauyezve kuzokurwisa, anyatsoparadzwa chaizvo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Tarira, pamakomo apo, tsoka dzouyo anouya namashoko akanaka, anoparidza rugare! Pemberera mitambo yako, iwe Judha, uye uzadzise mhiko dzako. Vakaipa havachakurwisazve; vachaparadzwa zvachose. Viz kapitola |