Online Bible

- Reklamy -

Nahumi 1:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Tenzi atema chirevo nezvako chokuti “Zita rako harichafanira kuramba richiyeukwa. Zvifananidzo zvako zvokunamata zvemabwe akavezwa nezvoutare hwakanyungurutswa ndichazviparadza mumba yavamwari vako. Ndichakuitira guva nokuti hauna maturo.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Jehova wakaraira pamsoro penyu, kuti ʋezita renyu ʋarege kuzodɀarwa ɀe; mumba maʋamŋari ʋenyu ndicaparadza ɀifananidzo ɀakaʋezwa neɀifananidzo ɀakaʋumbga; ndicakucererai bgiro; nokuti makashata kwaɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 “Jehovha akaraira pamusoro penyu, kuti vezita renyu varege kuzodyarwazve; mumba mavamwari venyu ndichaparadza zvifananidzo zvakavezwa nezvifananidzo zvakaumbwa; ndichakuchererai hwiro; nokuti makashata kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Tenzi atema chirevo nezvako chokuti “Zita rako harichafanira kuramba richiyeukwa. Zvifananidzo zvako zvokunamata zvemabwe akavezwa nezvoutare hwakanyungurutswa ndichazviparadza mumba yavamwari vako. Ndichakuitira guva nokuti hauna maturo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Jehovha arayira shoko pamusoro pako, iwe Ninevhe, rokuti, “Hauchazovi nezvizvarwa zvinopiwa zita rako. Ndichaparadza zvifananidzo zvakavezwa nezvifananidzo zvakaumbwa, zviri mutemberi yavamwari vako. Ndichachera guva rako, nokuti iwe wakaipa kwazvo.”

Viz kapitola kopírovat

Nahumi 1:14

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy