Online Bible

- Reklamy -

Nahumi 1:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Saka zvino ndava kutyora joko rake riri pauri ndigodambura-dambura tambo dzako.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Ɀino ndicavuna joko rake, ribve kwamuri, ndicaɗamburanya ɀisuŋgo ɀenyu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Zvino ndichavhuna joko rake, ribve kwamuri, ndichadamburanya zvisungo zvenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Saka zvino ndava kutyora joko rake riri pauri ndigodambura-dambura tambo dzako.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Saka zvino ndava kutyora joko rake riri pauri ndigodambura-dambura tambo dzako.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Zvino ndichavhuna joko ravo kubva pamutsipa wako uye ndichadambura ngetani dzako.”

Viz kapitola kopírovat

Nahumi 1:13

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy