Online Bible

- Reklamy -

Nahumi 1:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Zvanzi naTenzi Mwari, “Kunyange zvavo vaine simba uye vakawanda, vachapfuudzwa vakatsakatika. Kunyange zvangu ndakambokurwadzisa handichakurwadzisazve.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ɀanzi naJehova: Kunyaŋge ʋanesimba raʋo rose, ʋakawanda ʋo, kunyaŋge ɀakaɗaro ʋacatemŋa, iye ucaparara. Kunyaŋge ndakakutambudzai, handiŋgazokutambudziyi ɀe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Zvanzi naJehovha, ‘Kunyange vane simba ravo rose, vakawandawo, kunyange zvakadaro vachatemwa, iye achaparara. Kunyange ndakakutambudzai, handingazokutambudziyizve.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Zvanzi naTenzi Mwari, “Kunyange zvavo vaine simba uye vakawanda, vachapfuudzwa vakatsakatika. Kunyange zvangu ndakambokurwadzisa handichakurwadzisazve.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Zvanzi naTenzi Mwari, “Kunyange zvavo vaine simba uye vakawanda, vachapfuudzwa vakatsakatika. Kunyange zvangu ndakambokurwadzisa handichakurwadzisazve.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Zvanzi naJehovha: “Kunyange vane vabatsiri uye vakawanda, vachaurayiwa vakasazovapozve. Kunyange ndakakutambudza, iwe Judha, handichazokutambudzazve.

Viz kapitola kopírovat

Nahumi 1:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy