Nahumi 1:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Handiti mamuri makabva mumwe akarongera Tenzi chimwe chinhu chakaipa akapa mazano asina maturo? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Mumŋe wakaɓuɗa pakati penyu unoraŋgarira ɀakaipa pamsoro paJehova, unoraŋgana ɀisinamaturo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 “Mumwe akabuda pakati penyu anorangarira zvakaipa pamusoro paJehovha, anorangana zvisina maturo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Handiti mamuri makabva mumwe akarongera Tenzi chimwe chinhu chakaipa akapa mazano asina maturo? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Handiti mamuri makabva mumwe akarongera Tenzi chimwe chinhu chakaipa akapa mazano asina maturo? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Kubva mauri, iwe Ninevhe, pane mumwe akabuda anoronga zvakaipa pamusoro paJehovha uye anopa zano rakaipa. Viz kapitola |