Online Bible

- Reklamy -

Nahumi 1:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 savanhu vakadhakwa nezvokunwa vacharoromeswa seminzwa yakakochekerana uye sezvidzitsi zvemashanga zvakaoma.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Nokuti kunyaŋge ʋakakorekana seminzwa, kana kuita saʋakaɓatwa neɀaʋakanwa, ʋacaparadzwa cose samashaŋga akawoma.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Nokuti kunyange vakakorekana seminzwa, kana kuita savakabatwa nezvavakanwa, vachaparadzwa chose samashanga akaoma.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 savanhu vakadhakwa nezvokunwa vacharoromeswa seminzwa yakakochekerana uye sezvidzitsi zvemashanga zvakaoma.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 savanhu vakadhakwa nezvokunwa vacharoromeswa seminzwa yakakochekerana uye sezvidzitsi zvemashanga zvakaoma.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Vachakorokodzwa pakati peminzwa uye vachadhakwa newaini yavo; vachaparadzwa samashanga akaoma.

Viz kapitola kopírovat

Nahumi 1:10

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy