Mupiro 9:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Vanakomana vaAroni vakamuigira ropa rayo. Akanyika munwe wake muropa iroro akarizora pane zvinenge nyanga zviri paatari, akateurira ropa iroro nechapasi peatari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ʋanakomana ʋaAroni ʋakaʋuya neropa kwaari, iye akanyika munwe wake muropa, akariisa panyaŋga dzeartari, akaɗurura ropa mujiŋga meartari; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Vanakomana vaAroni vakauya neropa, akariisa panyanga dzeatari, akadurura ropa mujinga meatari; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Vanakomana vaAroni vakamuigira ropa rayo. Akanyika munwe wake muropa iroro akarizora pane zvinenge nyanga zviri paatari, akateurira ropa iroro nechapasi peatari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Vanakomana vaAroni vakamuigira ropa rayo. Akanyika munwe wake muropa iroro akarizora pane zvinenge nyanga zviri paatari, akateurira ropa iroro nechapasi peatari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Vanakomana vake vakauya neropa kwaari akanyika munwe wake muropa akariisa panyanga dzearitari. Rimwe ropa rose akaridururira mujinga mearitari. Viz kapitola |