Mupiro 7:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Kwose kwose zvako kwamuchandogara musadye ropa, ringave reshiri kana remhuka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Regai kudya ropa ripi neripi, kana riri reshiri, kana reɀipfuwo, padzimba dzenyu dzose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Regai kudya ropa ripi neripi, kana riri reshiri, kana rezvipfuwo, padzimba dzenyu dzose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Kwose kwose zvako kwamuchandogara musadye ropa, ringave reshiri kana remhuka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Kwose kwose zvako kwamuchandogara musadye ropa, ringave reshiri kana remhuka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Kwose kwose kwamunogara hamufaniri kudya ropa reshiri kana mhuka ipi zvayo. Viz kapitola |