Mupiro 7:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Ani naani anodya mafuta echibayiro chomupiro waTenzi unoita zvokupiswa atozvichekanisa ukama nevokwake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Nokuti aninani unodya mafuta eɀipfuwo ɀaʋanoitira Jehova cipiriso cinoitwa nomŋoto, munhu unoadya unofanira kubviswa pakati porudzi rwake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Nokuti ani naani unodya mafuta ezvipfuwo zvavanoitira Jehovha chipiriso chinoitwa nomoto, munhu unoadya anofanira kubviswa pakati porudzi rwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Ani naani anodya mafuta echibayiro chomupiro waTenzi unoita zvokupiswa atozvichekanisa ukama nevokwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Ani naani anodya mafuta echibayiro chomupiro waTenzi unoita zvokupiswa atozvichekanisa ukama nevokwake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Munhu wose anodya mafuta emhuka inoitwa nayo chipiriso chinoitirwa Jehovha nomoto anofanira kubviswa pakati pavanhu vokwake. Viz kapitola |