Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 7:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Kana nyama yechibayiro ichocho chomupiro wake wokuwadzana, ikangodyiwa zvayo pazuva retatu, munhu anenge aupira haazogamuchirwa, uyewo haazoonekwa sepane chaaita chakanaka, asi anenge atoita chinhu chakaipa kwazvo. Ani naani anoudya imhosva yake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Kana imŋe nyama yeciɓayiro ceɀipiriso ɀake ɀokuyananisa ikadyiwa nezuʋa retatu, haɀiŋgagamucirwi nomufaro kana kunzi ɀakanaka kunaiye wakaɀipa; cicaʋa cinhu cinonyaŋgadza, nomunhu unoɀidya ucaʋa nemhoȿa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Kana imwe nyama yechibayiro chezvipiriso zvake zvokuyananisa ikadyiwa nezuva retatu, hazvingagamuchirwi nomufaro kana kunzi zvakanaka kuna iye wakazvipa; chichava chinhu chinonyangadza, nomunhu unozvidya uchava nemhosva.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Kana nyama yechibayiro ichocho chomupiro wake wokuwadzana, ikangodyiwa zvayo pazuva retatu, munhu anenge aupira haazogamuchirwa, uyewo haazoonekwa sepane chaaita chakanaka, asi anenge atoita chinhu chakaipa kwazvo. Ani naani anoudya imhosva yake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Kana nyama yechipiriso chokuwadzana ikadyiwa nomusi wechitatu haizogamuchirwi. Hazvigamuchirwi panzvimbo yomunhu anenge azvipa nokuti hazvina kuchena, munhu achadya chikamu chipi chazvo achava nemhosva yacho.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 7:18

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy