Mupiro 4:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 “Kana ari mupristi akazodzwa atadzira Mwari achiita kuti vanhu vave nemhosva, ngaapire kuna Tenzi handira ichiri duku isina chinoshoreka pairi, achiripira chitadzo chake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 kana muprista wakazodzwa akatadza, akapinza ʋanhu pamhoȿa, unofanira kuʋigira Jehova nzombe ɗuku isinemhoȿa, nokuɗa kweɀiʋi ɀake ɀaakatadza, kuti ciʋe cipiriso ceɀiʋi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 kana mupristi wakazodzwa akatadza, akapinza vanhu pamhosva, anofanira kuvigira Jehovha nzombe duku isina mhosva, nokuda kwezvivi zvake zvaakatadza, kuti chive chipiriso chezvivi.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 “Kana ari mupristi akazodzwa atadzira Mwari achiita kuti vanhu vave nemhosva, ngaapire kuna Tenzi handira ichiri duku isina chinoshoreka pairi, achiripira chitadzo chake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 “Kana ari mupristi akazodzwa atadzira Mwari achiita kuti vanhu vave nemhosva, ngaapire kuna Tenzi handira ichiri duku isina chinoshoreka pairi, achiripira chitadzo chake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 kana muprista akazodzwa, akatadza akauyisa mhosva pamusoro pavanhu, anofanira kuuya kuna Jehovha nehando diki isina kuremara sechibayiro chechivi, nokuda kwechivi chaakaita. Viz kapitola |