Mupiro 27:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 “Kana munhu akaita mhiko ari munhu murombo asingakwanisi kubvisa mari iri pamurao, ngaaende kumupristi nomunhu iyeyo waakapira kuna Tenzi. Mupristi ndiye anofanira kutema muripo achionawo kuti munhu akapira munhu kuna Mwari angabvise muripo wakadii. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Kana ari murombo, asiŋgaȿiki pakutara kwako, unofanira kuiswa pamberi pomuprista, kuti muprista amutarire; muprista unofanira kumutarira iye wakapika seɀaaŋgagona kuripa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 “Kana ari murombo, asingasviki pakutara kwako, anofanira kuiswa pamberi pomupristi, kuti mupristi amutarire; mupristi anofanira kumutarira iye wakapika sezvaangagona kuripa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 “Kana munhu akaita mhiko ari munhu murombo asingakwanisi kubvisa mari iri pamurao, ngaaende kumupristi nomunhu iyeyo waakapira kuna Tenzi. Mupristi ndiye anofanira kutema muripo achionawo kuti munhu akapira munhu kuna Mwari angabvise muripo wakadii. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 “Kana munhu akaita mhiko ari munhu murombo asingakwanisi kubvisa mari iri pamurao, ngaaende kumupristi nomunhu iyeyo waakapira kuna Tenzi. Mupristi ndiye anofanira kutema muripo achionawo kuti munhu akapira munhu kuna Mwari angabvise muripo wakadii. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Kana munhu wose anenge achiita mhiko ari murombo zvikuru zvokutotadza kuripa muripo wakatarwa, anofanira kuuya nomunhu uyu kumuprista, achatara mutengo wake zvichienderana nezvinokwaniswa nomunhu ari kuita mhiko. Viz kapitola |