Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 27:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Mukomana wemakore mashanu kusvikira ave namakore makumi maviri, anobvisirwa makumi maviri emari yesirivha yemashekeri, kana ari musikana gumi remari yesirivha yemashekeri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Kana anamakore anobva pamashanu kuȿikira pamakore makumi maʋiri, kutara kwako kwomurume ŋgakuite mashekeri makumi maʋiri, nokwomukadzi mashekeri anegumi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Kana ana makore anobva pamashanu kusvikira pamakore makumi maviri, kutara kwako kwomurume ngakuite mashekeri makumi maviri, nokwomukadzi mashekeri ane gumi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Mukomana wemakore mashanu kusvikira ave namakore makumi maviri, anobvisirwa makumi maviri emari yesirivha yemashekeri, kana ari musikana gumi remari yesirivha yemashekeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Mukomana wemakore mashanu kusvikira ave namakore makumi maviri, anobvisirwa makumi maviri emari yesirivha yemashekeri, kana ari musikana gumi remari yesirivha yemashekeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Kana ari munhu ana makore ari pakati pamashanu namakore makumi maviri, utare mutengo womunhurume pamashekeri makumi maviri, uye munhukadzi pamashekeri gumi.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 27:5

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy