Mupiro 27:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Mupristi ngaaone kuti chakaipa here kana kuti chakanaka. Mutengo waanenge atema ndiwoyo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 ɀino muprista unofanira kucitarira muteŋgo, kana cakanaka kana cakaipa; seɀawakacitarira iwe muprista, ndiɀo ɀacicaita. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 zvino mupristi anofanira kuchitarira mutengo, kana chakanaka kana chakaipa; sezvawakachitarira iwe mupristi, ndizvo zvachichaita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Mupristi ngaaone kuti chakaipa here kana kuti chakanaka. Mutengo waanenge atema ndiwoyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Mupristi ngaaone kuti chakaipa here kana kuti chakanaka. Mutengo waanenge atema ndiwoyo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 uyo achatara kukosha kwayo, kuti yakanaka kana kuti yakaipa. Mutengo upi noupi uchatemwa nomuprista, ndiwo uchave mutengo wayo. Viz kapitola |