Mupiro 26:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Muchadya vana venyu vakomana navasikana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Mucadya nyama yaʋanakomana ʋenyu, nenyama yaʋanasikana ʋenyu mucaidya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Muchadya nyama yavanakomana venyu, nenyama yavanasikana venyu muchaidya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Muchadya vana venyu vakomana navasikana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Muchadya vana venyu vakomana navasikana. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Muchadya nyama yavanakomana venyu nenyama yavanasikana venyu. Viz kapitola |