Mupiro 26:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Ndichaonana nemi, vavengi venyu vachakurakashai; vanokuvengai ndivo vachakutongai muchatiza pasina anokutandanisai. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ndicakutoŋgai kuti mukundwe pamberi paʋaʋeŋgi ʋenyu, ʋanokuʋeŋgai ʋacaʋa ʋaɓati ʋenyu; mucatiza kunyaŋge kusinomunhu unokudziŋgai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Ndichakutongai kuti mukundwe pamberi pavavengi venyu, vanokuvengai vachava vabati venyu; muchatiza kunyange kusina munhu unokudzingai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Ndichaonana nemi, vavengi venyu vachakurakashai; vanokuvengai ndivo vachakutongai muchatiza pasina anokutandanisai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Ndichaonana nemi, vavengi venyu vachakurakashai; vanokuvengai ndivo vachakutongai muchatiza pasina anokutandanisai. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Chiso changu chichanangana nemi zvokuti muchakundwa navavengi venyu. Avo vanokuvengai vachakutongai, uye muchatiza kunyange pasina anokudzinganisai. Viz kapitola |