Mupiro 25:52 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika52 Kana pasara makore mashomanana, ngaaverengerane naye makore asara kusvika kugore rehwamanda abvise muripo wake unowirirana namakore iwayo asara okuzvinunura. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)52 Kana kuciŋge kwasara makore mashoma kuȿikira pagore rejuberi, unofanira kuraŋgana naye; unofanira kudzosera mari yokudzikinurwa kwake ɀicienzaniswa namakore ake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200252 Kana kuchinge kwasara makore mashoma kusvikira pagore rejubheri, unofanira kurangana naye; unofanira kudzosera mari yokudzikinurwa kwake zvichienzaniswa namakore ake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika52 Kana pasara makore mashomanana, ngaaverengerane naye makore asara kusvika kugore rehwamanda abvise muripo wake unowirirana namakore iwayo asara okuzvinunura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona52 Kana pasara makore mashomanana, ngaaverengerane naye makore asara kusvika kugore rehwamanda abvise muripo wake unowirirana namakore iwayo asara okuzvinunura. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi52 Kana kwasara makore mashoma shoma Gore reJubhiri risati rasvika, anofanira kurangana naye agodzosera mari yorudzikinuro rwake zvichienzaniswa namakore ake. Viz kapitola |