Mupiro 25:51 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika51 Kana kuchine makore mazhinji asara ngaaripe chikamu chemari inosara pamari yaakatengwa nayo pabviswe mari yamakore aakamushandira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)51 Kana makore mazhinji aciŋge asara, unofanira kudzosera mari yokudzikinurwa kwake yakaenzaniswa namakore iwayo, ɀicibva pamari yaakaŋga ateŋga nayo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200251 Kana makore mazhinji achinge asara, unofanira kudzosera mari yokudzikinurwa kwake yakaenzaniswa namakore iwayo, zvichibva pamari yaakanga atenga nayo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika51 Kana kuchine makore mazhinji asara ngaaripe chikamu chemari inosara pamari yaakatengwa nayo pabviswe mari yamakore aakamushandira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona51 Kana kuchine makore mazhinji asara ngaaripe chikamu chemari inosara pamari yaakatengwa nayo pabviswe mari yamakore aakamushandira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi51 Kana kuchine makore akawanda asara, anofanira kuripira rudzikinuro rwake, chikamu chikuru chemari yaakaripirwa. Viz kapitola |