Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 25:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Kana kuchine makore mazhinji mutengo wacho ngaukwidzwe. Asi kana kwasara makore mashoma mutengo wacho ngauderedzwe nokuti chaanokutengesera chaicho huwandi hwamakore auchazorima.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Unofanira kuwedzera muteŋgo waɀo ucienzanisa nokuwanda kwamakore, ʋuye unofanira kutapudza muteŋgo ucienzanisa noʋushoma bgamakore; nokuti iye unokuteŋgesera ŋguʋa dzokukohwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Unofanira kuwedzera mutengo wazvo uchienzanisa nokuwanda kwamakore, uye unofanira kutapudza mutengo uchienzanisa noushoma hwamakore; nokuti iye unokutengesera nguva dzokukohwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Kana kuchine makore mazhinji mutengo wacho ngaukwidzwe. Asi kana kwasara makore mashoma mutengo wacho ngauderedzwe nokuti chaanokutengesera chaicho huwandi hwamakore auchazorima.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Kana kuchine makore mazhinji mutengo wacho ngaukwidzwe. Asi kana kwasara makore mashoma mutengo wacho ngauderedzwe nokuti chaanokutengesera chaicho huwandi hwamakore auchazorima.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Kana makore awanda, munofanira kuwedzera mutengo, uye kana makore ari mashoma, munofanira kudzikisa mutengo, nokuti zvaari kukutengeserai ndizvo chaizvoizvo uwandu hwezvirimwa.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 25:16

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy