Mupiro 24:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Iwe ibva waudza vaIsiraeri kuti ani naani anonyomba Mwari anozviparira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino iwe utaure naʋana ʋaIsraeri, uti: Aninani unotuka Mŋari wake unofanira kurobga pamsoro peɀiʋi ɀake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Zvino iwe utaure navana vaIsiraeri, uti, ‘Ani naani anotuka Mwari wake anofanira kurohwa pamusoro pezvivi zvake.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Iwe ibva waudza vaIsiraeri kuti ani naani anonyomba Mwari anozviparira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Iwe ibva waudza vaIsiraeri kuti ani naani anonyomba Mwari anozviparira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Uti kuvaIsraeri, ‘Kana munhu upi zvake akatuka Mwari wake achava nemhosva; Viz kapitola |