Mupiro 23:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Aya ndiwo mazuva makuru akasarudzwa naTenzi nemisangano mitsvene yezvokunamata amunofanira kuudza vanhu kana nguva yawo yasvika.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ndiyo mitambo yaJehova yakatarwa, ndidzo ʋuŋgano tȿene, dzamunofanira kuparidzira neŋguʋa dzakatarwa: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 “Ndiyo mitambo yaJehovha yakatarwa, ndidzo ungano tsvene, dzamunofanira kuparidzira nenguva dzakatarwa: Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Aya ndiwo mazuva makuru akasarudzwa naTenzi nemisangano mitsvene yezvokunamata amunofanira kuudza vanhu kana nguva yawo yasvika.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Aya ndiwo mazuva makuru akasarudzwa naTenzi nemisangano mitsvene yezvokunamata amunofanira kuudza vanhu kana nguva yawo yasvika.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 “ ‘Iyi ndiyo mitambo yakatarwa yaJehovha, ungano tsvene dzamunodaidzira panguva dzakatarwa. Viz kapitola |