Mupiro 22:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 vachivarega vachipara mhosva inotoripwa yokudya zvinhu zvavo zvinoera nokuti ini Tenzi ndini ndinovaita kuti vave vatsvene.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 kuti ʋarege kuʋa nemhoȿa yeɀiʋi, kana ʋacidya ɀinhu ɀaʋo ɀitȿene; nokuti ndini Jehova ndinoʋatsaura. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 kuti varege kuva nemhosva yezvivi, kana vachidya zvinhu zvavo zvitsvene; nokuti ndini Jehovha ndinovatsaura.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 vachivarega vachipara mhosva inotoripwa yokudya zvinhu zvavo zvinoera nokuti ini Tenzi ndini ndinovaita kuti vave vatsvene.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 vachivarega vachipara mhosva inotoripwa yokudya zvinhu zvavo zvinoera nokuti ini Tenzi ndini ndinovaita kuti vave vatsvene.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 nokuvabvumira kudya zvipiriso zvitsvene nokudaro vakazviuyisira mhosva pamusoro pavo inoda muripo. Ndini Jehovha, anovaita vatsvene.’ ” Viz kapitola |