Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 22:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 “Mutorwa haafanire kudya zvinhu zvinoera, angave munhu ari kumbogara nomupristi kana munhu ari kumbomushandira ngaarege kudya zvinhu zvinoera.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Mŋeni ŋgaarege kudya cinhu citȿene; mutorwa ugere nomuprista, kana muranda, ŋgaʋarege kudya cinhu citȿene.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 “Mweni ngaarege kudya chinhu chitsvene; mutorwa ugere nomupristi, kana muranda, ngavarege kudya chinhu chitsvene.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 “Mutorwa haafanire kudya zvinhu zvinoera, angave munhu ari kumbogara nomupristi kana munhu ari kumbomushandira ngaarege kudya zvinhu zvinoera.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 “Mutorwa haafanire kudya zvinhu zvinoera, angave munhu ari kumbogara nomupristi kana munhu ari kumbomushandira ngaarege kudya zvinhu zvinoera.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 “ ‘Hakuna wokunze kwemhuri yomuprista angadya chipiriso chitsvene, kana mueni womuprista kana mushandi wake angachidya.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 22:10

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy