Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 21:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Havafanire kuveura musoro yavo vachizviita mhanza kana kugera ndebvu dzaparushaya, kana kuzvicheka muviri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Haʋafaniri kuʋeʋura misoro yaʋo, ʋaciita mhazha, kana kuʋeʋura rutiʋi rumŋe rwendebvu dzaʋo, kana kutema nyora pamiʋiri yaʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 “Havafaniri kuveura misoro yavo, vachiita mhazha, kana kuveura rutivi rumwe rwendebvu dzavo, kana kutema nyora pamiviri yavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Havafanire kuveura musoro yavo vachizviita mhanza kana kugera ndebvu dzaparushaya, kana kuzvicheka muviri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Havafanire kuveura musoro yavo vachizviita mhanza kana kugera ndebvu dzaparushaya, kana kuzvicheka muviri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 “ ‘Vaprista havafaniri kuveurwa misoro kana kudimburira ndebvu dzavo kana kutema miviri yavo nyora.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 21:5

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy