Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 21:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Asi haabvumidzwe kuenda seri kwejira rokudzikatirisa kana kusvika pedyo neatari nokuti ane pakaremara angan'orese nzvimbo dzangu dzinoera. Ini Tenzi ndini ndinovaita kuti vave vanhu vatsvene.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Asi haafaniri kupinda mukati mecidzitiro, kana kusweɗera kuartari nokuti wakaremara; kuti arege kushatsa nɀimbo dzaŋgu tȿene; nokuti ndini Jehova ndinoʋatsaura.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Asi haafaniri kupinda mukati mechidzitiro, kana kuswedera kuatari nokuti wakaremara; kuti arege kushatsa nzvimbo dzangu tsvene; nokuti ndini Jehovha ndinovatsaura.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Asi haabvumidzwe kuenda seri kwejira rokudzikatirisa kana kusvika pedyo neatari nokuti ane pakaremara angan'orese nzvimbo dzangu dzinoera. Ini Tenzi ndini ndinovaita kuti vave vanhu vatsvene.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Asi haabvumidzwe kuenda seri kwejira rokudzikatirisa kana kusvika pedyo neatari nokuti ane pakaremara angan'orese nzvimbo dzangu dzinoera. Ini Tenzi ndini ndinovaita kuti vave vanhu vatsvene.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 asi nokuda kwourema hwake, haafaniri kusvika pedyo nechidzitiro kana kusvika paaritari, agosvibisa nzvimbo yangu tsvene. Ndini Jehovha ndinovaita vatsvene.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 21:23

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy