Mupiro 21:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Hakuna munhu wemhuri yokumupristi Aroni ane pakaremara anobvumirwa kuuya kuzopirira vanhu mipiro inoita zvokupiswa nomoto kuna Tenzi. Ane pakaremara haabvumirwi kuzopirira vanhu chokudya chinopirwa kuna Mwari wake Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 munhu upi noupi worudzi rwomuprista Aroni wakaremara haafaniri kusweɗera kuʋuya neɀipiriso ɀinopiswa ɀaJehova; wakaremara, haafaniri kusweɗera kuʋuya neɀokudya ɀaMŋari wake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 munhu upi noupi worudzi rwomupristi Aroni wakaremara haafaniri kuswedera kuuya nezvipiriso zvinopiswa zvaJehovha; wakaremara, haafaniri kuswedera kuuya nezvokudya zvaMwari wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Hakuna munhu wemhuri yokumupristi Aroni ane pakaremara anobvumirwa kuuya kuzopirira vanhu mipiro inoita zvokupiswa nomoto kuna Tenzi. Ane pakaremara haabvumirwi kuzopirira vanhu chokudya chinopirwa kuna Mwari wake Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Hakuna munhu wemhuri yokumupristi Aroni ane pakaremara anobvumirwa kuuya kuzopirira vanhu mipiro inoita zvokupiswa nomoto kuna Tenzi. Ane pakaremara haabvumirwi kuzopirira vanhu chokudya chinopirwa kuna Mwari wake Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Hapana wechizvarwa chaAroni akaremara neipi nzira angaswedera pedyo kuzopa zvipiriso zvinoitirwa Jehovha nomoto. Ano urema; haafaniri kuswedera pedyo kuzopa zvokudya zvaMwari wake. Viz kapitola |