Mupiro 21:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 kana ane nhutwa, kana mandionerepi, kana ane chirwere chamaziso kozoti ane chirwere chezvisasa kana chemhezi kana munhu akagadzirwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 kana unomusana wakakombama, kana wakawonda kwaɀo, kana unoruʋara paziso rake, kana unemhizi, kana unapakafunuka, kana wakaremara pamberi; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 kana ano musana wakakombama, kana wakawonda kwazvo, kana uno ruvara paziso rake, kana ane mhizi, kana ane pakafunuka, kana wakaremara pamberi; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 kana ane nhutwa, kana mandionerepi, kana ane chirwere chamaziso kozoti ane chirwere chezvisasa kana chemhezi kana munhu akagadzirwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 kana ane nhutwa, kana mandionerepi, kana ane chirwere chamaziso kozoti ane chirwere chezvisasa kana chemhezi kana munhu akagadzirwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 kana ane musana wakakombama, munhu akapfupikisa kana ano urema hwamaziso kana ane mamota kana ane mhezi, kana akakuvara manhu ake. Viz kapitola |